Ekisodho 20:20 BDMCS

20 Mozisi akati kuvanhu, “Musatya. Mwari auya kuzokuedzai, kuitira kuti kutya Mwari kugova nemi, kuti murege kutadza.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 20

Maonero Ekisodho 20:20 akapoteredza