Ekisodho 20:5 BDMCS

5 Usazvipfugamira kana kuzvinamata, nokuti ini Jehovha Mwari wako, ndiri Mwari ane godo, ndinoranga vana nokuda kwechivi chamadzibaba kusvikira kurudzi rwechitatu norwechina rwaavo vanondivenga,

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 20

Maonero Ekisodho 20:5 akapoteredza