Ekisodho 24:3 BDMCS

3 Mozisi akati aenda kundoudza vanhu mashoko ose nemirayiro yose yaJehovha, ivo vakati nenzwi rimwe chete, “Tichaita zvinhu zvose zvakarehwa naJehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 24

Maonero Ekisodho 24:3 akapoteredza