Ekisodho 24:4 BDMCS

4 Ipapo Mozisi akanyora zvinhu zvose zvakanga zvarehwa naJehovha. Akamuka mangwana acho mangwanani akavaka aritari mujinga megomo uye akamisa mbiru dzamabwe gumi nembiri dzichimirira marudzi gumi namaviri avaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 24

Maonero Ekisodho 24:4 akapoteredza