28 Mbariro yapakati inofanira kutandavara kubva kumucheto kusvikira kuno mumwe mucheto napakati pamapuranga.
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 26
Maonero Ekisodho 26:28 akapoteredza