Esteri 3:6 BDMCS

6 Asi paakanzwa kuti vanhu vaModhekai vaiva vapi akafunga zvokusauraya Modhekai chete. Panzvimbo yokuita izvi Hamani akatsvaka nzira yokuuraya vanhu vose vaModhekai, vaJudha vose vaiva muumambo hwaZekisesi.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 3

Maonero Esteri 3:6 akapoteredza