Esteri 3:7 BDMCS

7 Mugore regumi namaviri raMambo Zekisesi mumwedzi wokutanga, mwedzi waNisani, vakakanda puri (ndiwo mujenya) pamberi paHamani kuti vasarudze zuva nomwedzi. Mujenya wakawira pamwedzi wegumi nemiviri, mwedzi waAdha.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 3

Maonero Esteri 3:7 akapoteredza