Esteri 9:16 BDMCS

16 Zvichakadaro, vakasara vavaJudha vaiva munyika yamambo vakaunganawo kuti vazvidzivirire uye kuti vanunurwe kubva kuvavengi vavo. Vakauraya zviuru makumi manomwe nezvishanu asi havana kubata zvakapambwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 9

Maonero Esteri 9:16 akapoteredza