24 Nokuti Hamani mwanakomana waHamadhata, muAgagi, muvengi wavaJudha vose, akanga aronga kuparadza vaJudha uye akanga akanda puri, ndiwo mujenya, kuti vaparadzwe nokupedzwa zvachose.
Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 9
Maonero Esteri 9:24 akapoteredza