Esteri 9:25 BDMCS

25 Asi zano iri rakati rasvika munzeve dzamambo, akanyora achirayira kuti zano rakaipa iri rakanga rarongwa naHamani rokurwisa vaJudha ridzokere pamusoro pake iye uye kuti iye navanakomana vake vasungirirwe pamatanda.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 9

Maonero Esteri 9:25 akapoteredza