1 Mugore ramakumi matatu, nomwedzi wechina pazuva rechishanu, ndiri pakati pavakatapwa, paRwizi rweKebhari, matenga akazarurwa, ndikaona zviratidzo zvaMwari.
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 1
Maonero Ezekieri 1:1 akapoteredza