Ezekieri 1:13 BDMCS

13 Kuonekwa kwezvisikwa zvipenyu izvi kwakanga kwakaita samazimbe omoto anopfuta, kana somwenje. Moto waienda mberi uchidzoka pakati pezvisikwa; wakanga uchipenya, uye mheni yaipenya mauri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 1

Maonero Ezekieri 1:13 akapoteredza