Ezekieri 1:27 BDMCS

27 Ndakaona kuti pane zvairatidzika sechiuno chake zvichikwira kumusoro, akanga akaita sedare romoto unopenya, sokunge akazara nomoto, uye kubva ipapo zvichienda pasi, aitaridzika somoto; uye chiedza chaipenya kwazvo chakanga chakamukomberedza.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 1

Maonero Ezekieri 1:27 akapoteredza