Ezekieri 10:14 BDMCS

14 Kerubhi rimwe nerimwe rakanga rine zviso zvina: Chimwe chiso chakanga chiri chekerubhi, chechipiri chakanga chiri chiso chomunhu, chiso chechitatu chakanga chiri cheshumba, chiso chechina chakanga chiri chegondo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 10

Maonero Ezekieri 10:14 akapoteredza