Ezekieri 10:19 BDMCS

19 Ndichakatarisa izvi, makerubhi akatambanudza mapapiro awo ndokubhururuka kubva pasi, uye paaienda, mavhiri aiendawo nawo. Akandomira pamukova wesuo rokumabvazuva kweimba yaJehovha, uye kubwinya kwaMwari waIsraeri kwakanga kuri pamusoro pawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 10

Maonero Ezekieri 10:19 akapoteredza