Ezekieri 10:2 BDMCS

2 Jehovha akati kumurume uya akanga akapfeka mucheka werineni, “Enda pakati pamavhiri ari munyasi mamakerubhi. Uzadze maoko ako namazimbe anopisa anobva pamakerubhi ugoaparadzira pamusoro peguta.” Iye akapinda ini ndakatarira.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 10

Maonero Ezekieri 10:2 akapoteredza