Ezekieri 10:22 BDMCS

22 Zviso zvawo zvakanga zvichitaridzika sezviya zvandakanga ndamboona paRwizi rweKebha. Chimwe nechimwe chaifamba chakananga mberi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 10

Maonero Ezekieri 10:22 akapoteredza