Ezekieri 10:5 BDMCS

5 Mubvumo wamapapiro amakerubhi wainzwika kusvikira kuruvazhe rwokunze, senzwi raMwari Wamasimba Ose kana achitaura.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 10

Maonero Ezekieri 10:5 akapoteredza