Ezekieri 10:7 BDMCS

7 Ipapo rimwe ramakerubhi rakatambanudzira ruoko rwaro kumoto wakanga uri pakati pawo. Akatora mumwe moto ndokuuisa mumaoko omurume akanga akafuka mucheka werineni, iye ndokuutora ndokuenda nawo panze.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 10

Maonero Ezekieri 10:7 akapoteredza