Ezekieri 11:13 BDMCS

13 Zvino ndakati ndichiprofita, Peratia mwanakomana waBhenaya akafa. Ipapo ndakawira pasi nechiso ndikachema zvikuru ndichiti, “Haiwa Ishe Jehovha! Ko, muchaparadza chose vakasara vaIsraeri here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 11

Maonero Ezekieri 11:13 akapoteredza