Ezekieri 11:24 BDMCS

24 Mweya wakandisimudza ukaenda neni kuna vakatapwa vari muBhabhironi muchiratidzo chakapiwa noMweya waMwari. Ipapo chiratidzo chandakanga ndaona chakakwidzwa kubva pandiri,

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 11

Maonero Ezekieri 11:24 akapoteredza