Ezekieri 11:5 BDMCS

5 Ipapo Mweya waJehovha wakauya pamusoro pangu, iye akanditaurira kuti nditi: “Zvanzi naJehovha: Ndizvo zvamunotaura, imi imba yaIsraeri, asi ndinoziva zvamunofunga mundangariro dzenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 11

Maonero Ezekieri 11:5 akapoteredza