Ezekieri 12:27 BDMCS

27 “Mwanakomana womunhu, imba yaIsraeri iri kuti, ‘Chiratidzo chaanoona ndechamakore mazhinji kubva iye zvino, uye anoprofita zvenguva inouya zviri kure.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 12

Maonero Ezekieri 12:27 akapoteredza