Ezekieri 12:4 BDMCS

4 Masikati chaiwo, vakatarira, iwe budisa nhumbi dzako dzakarongedzerwa kutama. Ipapo panguva yamadekwana, ivo vakatarira, buda iwe sezvinoita vaya vanoenda muutapwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 12

Maonero Ezekieri 12:4 akapoteredza