6 Udziise papfudzi rako ivo vakangotarisa ugobuda nadzo kwasviba. Ufukidze chiso chako kuti urege kuona nyika, nokuti ndakuita chiratidzo kuimba yaIsraeri.”
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 12
Maonero Ezekieri 12:6 akapoteredza