Ezekieri 13:19 BDMCS

19 Makandisvibisa pakati pavanhu vangu nokuda kwezviyero zvishoma zvebhari namafufu echingwa. Pamakareva nhema kuvanhu vangu, vanoteerera nhema, makauraya vaya vakanga vasingafaniri kufa, mukasiya vakanga vasingafaniri kurarama.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 13

Maonero Ezekieri 13:19 akapoteredza