Ezekieri 13:21 BDMCS

21 Ndichabvarura mavhoiri enyu ndigoponesa vanhu vangu pamaoko enyu, uye havachazovi nyama mumaoko enyu, uye havachazobatwizve nesimba renyu. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 13

Maonero Ezekieri 13:21 akapoteredza