Ezekieri 14:18 BDMCS

18 zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kunyange dai varume ava vatatu vaivamo, havaizogona kuponesa vanakomana vavo kana vanasikana vavo. Ivo voga ndivo vaizoponeswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 14

Maonero Ezekieri 14:18 akapoteredza