Ezekieri 14:21 BDMCS

21 “Nokuti zvanzi naIshe Jehovha: Zvichaipisisa sei kana ndikatuma pamusoro peJerusarema zvinotyisa zvina zvandakatonga, zvinoti munondo, nenzara, nezvikara uye nedenda, kuzouraya vanhu vayo nezvipfuwo zvavo!

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 14

Maonero Ezekieri 14:21 akapoteredza