7 Ndicharinzira chiso changu kwavari kuti ndivarwise. Kunyange zvavo vakabuda mumoto, moto uchavaparadza. Uye pandinorinzira chiso changu kwavari kuti ndivarwise muchaziva kuti ndini Jehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 15
Maonero Ezekieri 15:7 akapoteredza