Ezekieri 16:20 BDMCS

20 “ ‘Uye wakatora vanakomana navanasikana vawakaberekera ini ukavabayira sezvokudya kuzvifananidzo. Ko, ufeve hwako hwakanga husina kuringana here?

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 16

Maonero Ezekieri 16:20 akapoteredza