Ezekieri 16:22 BDMCS

22 Mumabasa ako ose anonyangadza hauna kurangarira mazuva ouduku hwako, pawakanga usina kupfeka usina chinhu, uchikava-kava uri muropa rako.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 16

Maonero Ezekieri 16:22 akapoteredza