Ezekieri 16:48 BDMCS

48 Zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, munun'una wako Sodhomu navanasikana vake havana kumboita zvawakaita iwe nezvakaitwa navanasikana vako.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 16

Maonero Ezekieri 16:48 akapoteredza