Ezekieri 16:51 BDMCS

51 Samaria harina kuita hafu yezvivi zvawakaita iwe. Iwe wakaita zvinhu zvinonyangadza kupfuura zvavakaita ivo, uye wakaita kuti vanun'una vako vange vakarurama nokuda kwezvinhu izvi zvawakaita iwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 16

Maonero Ezekieri 16:51 akapoteredza