Ezekieri 18:13 BDMCS

13 Anokweretesa achireva chimbadzo uye anotora mhindu yakakura. Munhu akadaro achararama here? Kwete, haangararami! Nokuda kwokuti akaita zvinhu izvi zvinonyangadza, achafa, zvirokwazvo, uye ropa rake richava pamusoro pake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 18

Maonero Ezekieri 18:13 akapoteredza