Ezekieri 18:18 BDMCS

18 Asi baba vake vachafa nokuda kwechivi chavo, nokuti vaiita zvinhu nokumanikidza, vakapamba munun'una wavo uye vakaita zvakaipa pakati pavanhu vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 18

Maonero Ezekieri 18:18 akapoteredza