Ezekieri 18:26 BDMCS

26 Kana munhu akarurama akatsauka akaita chivi, achafa nokuda kwechivi chake; nokuda kwechivi chaakaita achafa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 18

Maonero Ezekieri 18:26 akapoteredza