Ezekieri 18:4 BDMCS

4 Nokuti mweya mupenyu mumwe nomumwe ndowangu, baba pamwe chete nomwanakomana vose saizvozvo ndevangu. Mweya unotadza ndiwo uchafa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 18

Maonero Ezekieri 18:4 akapoteredza