Ezekieri 18:6 BDMCS

6 Haadyiri pashongwe dzamakomo kana kutarira kuzvifananidzo zveimba yaIsraeri. Haasvibisi mukadzi womuvakidzani wake, kana kuvata nomukadzi ari kumwedzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 18

Maonero Ezekieri 18:6 akapoteredza