Ezekieri 19:11 BDMCS

11 Matavi awo akanga akasimba, akanakira kuva tsvimbo yomutongi. Wakanga wakareba kwazvo pamusoro pamatavi makobvu akapfumvutira, waionekera kumusoro-soro nokuda kwourefu hwawo, uye nokuda kwamatavi awo mazhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 19

Maonero Ezekieri 19:11 akapoteredza