Ezekieri 19:14 BDMCS

14 Moto wakapambira uchibva kune rimwe davi rawo guru ndokupisa michero yawo. Hapana davi rakasimba rakasara pauri rakanakira kuva tsvimbo yomutongi.’ Uku ndiko kuchema uye kunofanira kushandiswa pakuchema.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 19

Maonero Ezekieri 19:14 akapoteredza