Ezekieri 19:6 BDMCS

6 Yakafamba ichinyahwaira pakati peshumba, nokuti yakanga yava shumba ine simba zvino. Yakadzidza kubvambura chayabata uye yaidya vanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 19

Maonero Ezekieri 19:6 akapoteredza