Ezekieri 19:8 BDMCS

8 Ipapo ndudzi dzakarwisana nayo, vaya vaibva kumatunhu akapoteredza. Vakaikandira mambure, iyo ndokubatwa muhunza yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 19

Maonero Ezekieri 19:8 akapoteredza