Ezekieri 2:5 BDMCS

5 Uye kunyange vakanzwa kana kuramba kunzwa, nokuti ivo imba inomukira, vachaziva kuti muprofita akanga ari pakati pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 2

Maonero Ezekieri 2:5 akapoteredza