Ezekieri 20:34 BDMCS

34 Ndichakudzosai kubva kundudzi ndigokuunganidzai kubva kunyika dzamakanga makaparadzirwa kwadziri, nechanza chine simba uye noruoko rwakatambanudzwa uye nehasha dzakadururwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 20

Maonero Ezekieri 20:34 akapoteredza