Ezekieri 20:38 BDMCS

38 Ndichakubvisirai vaya vanondipandukira navaya vanondimukira. Kunyange hazvo ndichizovabudisa munyika yavagere, asi havangapindi munyika yeIsraeri. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 20

Maonero Ezekieri 20:38 akapoteredza