Ezekieri 20:41 BDMCS

41 Ndichakugamuchirai somunhuwi unonhuwira pandichakubudisai kubva kundudzi nokukuunganidzai muchibva kunyika dzamakanga makaparadzirwa kwadziri uye ndichazviratidza kuti ndiri mutsvene kwamuri pamberi pendudzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 20

Maonero Ezekieri 20:41 akapoteredza