Ezekieri 20:5 BDMCS

5 uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Pazuva randakasarudza Israeri, ndakapika ndakasimudzira ruoko kuzvizvarwa zveimba yaJakobho ndikazviratidza kwavari muIjipiti. Ndakasimudza ruoko rwangu, ndikati kwavari, “Ndini Jehovha Mwari wenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 20

Maonero Ezekieri 20:5 akapoteredza