Ezekieri 21:10 BDMCS

10 wakarodzerwa kuuraya, wakapukutirwa kuti upenye semheni! “ ‘Tichagofara here netsvimbo youshe yomwanakomana wangu Judha? Munondo unozvidza zvimiti zvose zvakadai.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 21

Maonero Ezekieri 21:10 akapoteredza