12 Chema uye uungudze, mwanakomana womunhu, nokuti unorwa navanhu vangu; unorwa namachinda ose aIsraeri. Vakakandwa kumunondo, pamwe chete navanhu vangu. Naizvozvo uzvirove chipfuva.
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 21
Maonero Ezekieri 21:12 akapoteredza